Online Bible

- Reklamy -




Mariko 5:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Zvino pavakasvika kumba kwomutungamiri wesinagogu, akawana paine mhere mhere kwazvo yokuchema nokuungudza kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ʋakaȿika mumba momukuru wesinagoge; akawana iri mhere‐mhere, naʋanocema ɀikuru, naʋanorira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Vakasvika mumba momukuru wesinagoge; akawana iri mhere-mhere, navanochema zvikuru, navanorira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Zvino pavakasvika kumba kwomutungamiri wesinagogu, akawana paine mhere mhere kwazvo yokuchema nokuungudza kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Vakati vasvika pamba pomukuru wesinagoge, Jesu akanzwa mheremhere, vanhu vachichema nokuungudza zvikuru.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 5:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy