Mariko 5:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Achiri kutaura kudaro, vamwe vakabva kumba kwomutungamiri wesinagogu uya vachiti, “Mwanasikana wenyu atofa. Muchiri kunetserei mudzidzisi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Wakati acataura, ʋamŋe ʋeimba yomukuru wesinagoge ʋakaȿika, ʋakati: Mukunda wenyu wafa; mucatambudzireiko Mudzidzisi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Akati achataura, vamwe veimba yomukuru wesinagoge vakasvika, vakati, “Mukunda wenyu afa; muchatambudzireiko Mudzidzisi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Achiri kutaura kudaro, vamwe vakabva kumba kwomutungamiri wesinagogu uya vachiti, “Mwanasikana wenyu atofa. Muchiri kunetserei mudzidzisi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Jesu achiri kutaura, vamwe varume vakauya vachibva kumba kwaJairosi, mukuru wesinagoge. Vakati, “Mwanasikana wenyu afa. Muchanetsereiko mudzidzisi?” Viz kapitola |