Mariko 5:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Zvaakanga anzwa nezvaJesu akauya necheshure kwake, ari mukati moruzhinji, ndokusvikobata hanzu yake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 wakati anzwa ɀaJesu, akaʋuya pakati paʋanhu ʋazhinji ʋaiʋa mashure, akaɓata ŋguʋo yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 akati anzwa zvaJesu, akauya pakati pavanhu vazhinji vaiva mashure, akabata nguo yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Zvaakanga anzwa nezvaJesu akauya necheshure kwake, ari mukati moruzhinji, ndokusvikobata hanzu yake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Akati anzwa nezvaJesu, akauya mushure make mukati mavazhinji uye akabata nguo yake, Viz kapitola |