Online Bible

- Reklamy -




Mariko 5:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Munhu uya akabvapo ndokutanga kuparidza mudunhu reDhekapori zvinhu zvaakaitirwa naJesu. Vanhu vose vakashamiswa kwazvo nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Akaenda, akataŋga kuparidza munyika yeDekapori ɀinhu ɀikuru ɀaakaitirwa naJesu; ʋakashamiswa ʋose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Akaenda, akatanga kuparidza munyika yeDhekapori zvinhu zvikuru zvaakaitirwa naJesu; vakashamiswa vose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Munhu uya akabvapo ndokutanga kuparidza mudunhu reDhekapori zvinhu zvaakaitirwa naJesu. Vanhu vose vakashamiswa kwazvo nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Saka murume uyu akabva akaenda uye akatanga kutaura muDhekapori zvinhu zvikuru zvaakanga aitirwa naJesu. Uye vanhu vose vakashamiswa.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 5:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy