Mariko 5:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Akateterera Jesu chaizvo kuti arege kuidzingira kunze kwedunhu iroro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akakumbira ɀikuru kwaari kuti arege kuidziŋga panyika iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Akakumbira zvikuru kwaari kuti arege kuidzinga panyika iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akateterera Jesu chaizvo kuti arege kuidzingira kunze kwedunhu iroro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Uye akakumbira akumbirazve kuna Jesu kuti arege kuidzinga kubva munyika iyo. Viz kapitola |