Online Bible

- Reklamy -




Mariko 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Dzimwe mbeu dzakandowira muminzwa; minzwa yakakura ikadzivhunga dzikasaita vana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Dzimŋe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivuŋga, dzikasaɓereka ɀiɓereko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Dzimwe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivhunga, dzikasaita vana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Dzimwe mbeu dzakandowira muminzwa; minzwa yakakura ikadzivhunga dzikasaita vana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Dzimwe dzakawira pakati peminzwa, minzwa ikakura ikavhunga mbeu, nokudaro hadzina kubereka zvibereko.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 4:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy