Mariko 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuzoti zuva rakwira dzakapiswa nezuva, sezvo dzakanga dzisina midzi, dzakashwauruka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 asi zuʋa rakati raɓuɗa, dzikapiswa; dzikawoma, nokuti dzakaŋga dzisinomudzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 asi zuva rakati rabuda, dzikapiswa; dzikaoma, nokuti dzakanga dzisina mudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti zuva rakwira dzakapiswa nezuva, sezvo dzakanga dzisina midzi, dzakashwauruka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi zuva rakati rabuda, mbeu dzakapiswa nezuva, uye dzikaoma nokuti dzakanga dzisina midzi. Viz kapitola |