Mariko 4:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Akatizve, “Umambo hwaMwari tingauenzanise neiko? Uye tingahufananidze nomuenzanisoiko? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino akati: Ʋushe bgaMŋari ticabgufananidza neiko? Ticabguenzanisira nomufananidzo upiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino akati, “Ushe hwaMwari tichahufananidza neiko? Tichahuenzanisira nomufananidzo upiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Akatizve, “Umambo hwaMwari tingauenzanise neiko? Uye tingahufananidze nomuenzanisoiko? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Akatizve, “Umambo hwaMwari tingahufananidza neiko kana kuti tingaita mufananidzo upiko kuti tihutsanangure? Viz kapitola |