Online Bible

- Reklamy -




Mariko 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 asi havana midzi mavari, vanongovapo kwechinguvana chete. Zvino kana dambudziko nokushushirwa izwi zvauya vanobva vatsauka pakarepo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 asi haʋanomudzi maʋari, asi ndiʋo ʋeciŋguʋa ciɗuku; pashure kana kutambudzika nokuʋeŋgwa ɀiciʋuya nokuɗa kweshoko, pakarepo ʋanogumburwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 asi havana mudzi mavari, asi ndivo vechinguva chiduku; pashure kana kutambudzika nokuvengwa zvichiuya nokuda kweshoko, pakarepo vanogumburwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 asi havana midzi mavari, vanongovapo kwechinguvana chete. Zvino kana dambudziko nokushushirwa izwi zvauya vanobva vatsauka pakarepo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Asi sezvo vasina midzi, vanongotsungirira kwenguva pfupi. Panongosvika nhamo kana kutambudzwa nokuda kweshoko, vanokurumidza kuwa.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 4:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy