Mariko 4:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Vari munzira munokushwa izwi, ndivo vaya vanoti kana vanzwa, pakarepo Satani anouya obvisa izwi rakushwa mavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋari munzira panokushwa shoko ndiʋo ʋanoti kana ʋanzwa, pakarepo Satani unoʋuya, ndokubvisa shoko rakakushwa mukati maʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vari munzira panokushwa shoko ndivo vanoti kana vanzwa, pakarepo Satani anouya, ndokubvisa shoko rakakushwa mavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vari munzira munokushwa izwi, ndivo vaya vanoti kana vanzwa, pakarepo Satani anouya obvisa izwi rakushwa mavari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vamwe vanhu vakaita setsanga yakawira munzira, munokushwa shoko. Pavanongorinzwa, Satani anouya otora shoko rakushwa mukati mavo. Viz kapitola |