Mariko 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vafanomugadzirira igwa duku kuti arege kuzomanikwa nouzhinji hwavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akaʋudza ʋadzidzi ʋake kuti kagwa kamugarire nokuɗa kwaʋazhinji, kuti ʋarege kumumanikidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Akaudza vadzidzi vake kuti kagwa kamugarire nokuda kwavazhinji, kuti varege kumutsikirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vafanomugadzirira igwa duku kuti arege kuzomanikwa nouzhinji hwavanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Akaudza vadzidzi vake kuti vamutsvagire igwa duku, kuitira kuti vanhu varege kumutsikirira nokuda kwokuwanda kwavo. Viz kapitola |