Mariko 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 ndokuvati, “Ko, zvinobvumirwa here nomusi weSabata kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa; kuponesa munhu kana kuuraya?” Ivo vakati zi–i kunyarara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akati kwaʋari: Ɀakatenderwa here nesaɓata kuita ɀakanaka kana ɀakaipa, kuponesa munhu kana kuʋuraya? Ʋakanyarara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Akati kwavari, “Zvakatenderwa here neSabata kuita zvakanaka kana zvakaipa, kuponesa munhu kana kuuraya?” Vakanyarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 ndokuvati, “Ko, zvinobvumirwa here nomusi weSabata kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa; kuponesa munhu kana kuuraya?” Ivo vakati zi–i kunyarara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo Jesu akavabvunza akati, “Ndezvipiko zvinotenderwa nomusi weSabata: kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa, kuponesa munhu kana kuuraya?” Asi vakaramba vanyerere. Viz kapitola |