Online Bible

- Reklamy -




Mariko 3:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Ani naani anoita kuda kwaMwari ndiye mukoma nomunun'una neni, ndiye hanzvadzi naamai vangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Nokuti aninani unoita kuɗa kwaMŋari, ndiye munuŋuna waŋgu, nehanɀadzi, namai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 “Nokuti ani naani anoita kuda kwaMwari, ndiye mukoma nomunun'una wangu, nehanzvadzi, naamai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Ani naani anoita kuda kwaMwari ndiye mukoma nomunun'una neni, ndiye hanzvadzi naamai vangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Ani naani anoita kuda kwaMwari ndiye mununʼuna wangu nehanzvadzi, uye namai vangu.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 3:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy