Online Bible

- Reklamy -




Mariko 3:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Zvino amai vake uye vakoma navanun'una vake vakauya vakamira panze ndokutumira munhu kundomudaidza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino mai ʋake naʋanuŋuna ʋake ʋakaʋuya, ʋakamira kunze, ʋakatumira nhume kwaari, kumuɗana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvino mai vake navanun'una vake vakauya, vakamira kunze, vakatumira nhume kwaari, kumudana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Zvino amai vake uye vakoma navanun'una vake vakauya vakamira panze ndokutumira munhu kundomudaidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Ipapo mai vaJesu navanunʼuna vake vakauya. Vakatuma munhu kundomudana ivo vamire panze.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 3:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy