Mariko 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvino hama dzake padzakazvinzwa, dzakauya kuzomutora nokuti zvainzi, “Wava kupenga.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋanhu ʋokwake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakaɓuɗa kuzomuɓata, nokuti ʋakati: Unopeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vanhu vokwake vakati vachizvinzwa, vakabuda kuzomubata, nokuti vakati, “Anopenga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino hama dzake padzakazvinzwa, dzakauya kuzomutora nokuti zvainzi, “Wava kupenga.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mhuri yake yakati yazvinzwa, vakaenda kundomubata, nokuti vakati, “Ava kupenga.” Viz kapitola |