Mariko 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Jesu akaenda kumba; gurumwandira ravanhu ndokubva ramuunganirazve, zvokuti vakatadza kana kudya chaiko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋazhinji ʋakaʋuŋgana ɀe, nokuɗaro ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kunyaŋge kudya ciŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 vazhinji vakaunganazve, nokudaro vakanga vasingagoni kunyange kudya chingwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu akaenda kumba; gurumwandira ravanhu ndokubva ramuunganirazve, zvokuti vakatadza kana kudya chaiko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo Jesu akapinda mune imwe imba, uye vazhinji vakaunganazve, zvokuti iye navadzidzi vake vakanga vasingagoni kunyange kudya. Viz kapitola |