Mariko 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Pakarepo, Jesu zvaakazviziva kuti vaifunga zvakadai mukati mavo, akavati, “Ko munofungireiko zvinhu zvakadai mumwoyo menyu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Pakarepo Jesu aciziʋa mumŋeya make kuti ʋanofuŋga kuɗaro mumŋoyo yaʋo, akati kwaʋari: Munofuŋgireiko ɀinhu iɀi mumŋoyo yenyu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Pakarepo Jesu achiziva mumweya make kuti vanofunga kudaro mumwoyo yavo, akati kwavari, “Munofungireiko zvinhu izvi mumwoyo yenyu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pakarepo, Jesu zvaakazviziva kuti vaifunga zvakadai mukati mavo, akavati, “Ko munofungireiko zvinhu zvakadai mumwoyo menyu? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pakarepo Jesu akazviziva mumweya wake kuti ndizvo zvavakanga vachifunga mumwoyo yavo, uye akati kwavari, “Seiko muchifunga zvinhu izvi? Viz kapitola |