Online Bible

- Reklamy -




Mariko 16:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kuzoti amuka muvafi mangwanani nomusi weSvondo akazviratidza pokutanga kuna Maria Magadharena, uya waakabvisa mweya yakaipa minomwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino wakati amuka maŋgwanani nomusi wokutaŋga weviki, akaɀiratidza pakutaŋga kunaMaria Magdarene, waakaŋga aɓuɗisa mŋeya yakaipa minomŋe kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino akati amuka mangwanani nomusi wokutanga wevhiki, akazviratidza pakutanga kuna Maria Magadharina, waakanga abudisa mweya yakaipa minomwe kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kuzoti amuka muvafi mangwanani nomusi weSvondo akazviratidza pokutanga kuna Maria Magadharena, uya waakabvisa mweya yakaipa minomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Jesu akati amuka mangwanani nezuva rokutanga revhiki, akatanga kuzviratidza kuna Maria Magadharena, uya waakanga abudisa kubva maari mweya yakaipa minomwe.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 16:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy