Mariko 16:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Vaibvunzana vachiti, “Ko ndiani achandotikungurutsira dombo riya pamusuo weguva?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakataurirana, ʋaciti: Ndianiko ucatikuŋgurusira ibge pamukoʋa wobgiro? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vakataurirana, vachiti, “Ndianiko achatikungurusira ibwe pamusuo webwiro?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vaibvunzana vachiti, “Ko ndiani achandotikungurutsira dombo riya pamusuo weguva?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uye vakabvunzana vachiti, “Ndianiko achatikungurutsira ibwe pamukova weguva?” Viz kapitola |