Mariko 16:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Naivavawo vakadzokera vakandoudza vamwe vose asi kunyange ivava havana kuvatenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Naiʋo ʋo ʋakaenda, ʋakandoʋudza ʋamŋe; naiʋo ʋakasaʋatenda ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Naivowo vakaenda, vakandoudza vamwe; naivo vakasavatendawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Naivavawo vakadzokera vakandoudza vamwe vose asi kunyange ivava havana kuvatenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ava vakadzoka vakandozivisa vakasara; asi naivowo havana kuvatenda. Viz kapitola |