Mariko 15:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona45 Paakazvinzwa, zvichibva kumutungamiri wezana kuti Jesu afa, akabvumira Josefi kutora chitunha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino wakati aɀinzwa kumukuru wezana, akapa Josefa mutumbu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Zvino akati achinzwa kumukuru wezana, akapa Josefa chitunha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Paakazvinzwa, zvichibva kumutungamiri wezana kuti Jesu afa, akabvumira Josefi kutora chitunha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Akati anzwa kubva kumukuru wezana kuti zvakanga zviri izvo, akapa mutumbi kuna Josefa. Viz kapitola |