Mariko 15:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona44 Pirato akashamiswa kuti atofa kare. Akadana mutungamiri wezana akamubvunza kuti afa here kare? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Pirato akashamiswa acinzwa kuti wakaŋga atofa; akaɗana mukuru wezana, akamubvunza kana akaŋguʋa afa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Pirato akashamiswa achinzwa kuti akanga atofa; akadana mukuru wezana, akamubvunza kana anguva afa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Pirato akashamiswa kuti atofa kare. Akadana mutungamiri wezana akamubvunza kuti afa here kare? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Pirato akashamiswa kunzwa kuti akanga atofa. Akatuma mukuru wezana, akamubvunza kana Jesu akanga afa. Viz kapitola |