Mariko 15:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Zvino paawa yegumi nechimbiri yamasikati nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu yamasikati. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino yakati yaʋa ŋguʋa yecitanhatu, rima rikaʋa’po panyika yose kuȿikira paŋguʋa yepfumbamŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino yakati yava nguva yechitanhatu, rima rikavapo panyika yose kusvikira panguva yepfumbamwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Zvino paawa yegumi nechimbiri yamasikati nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu yamasikati. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Nenguva yechitanhatu rima rakauya pamusoro penyika yose kusvikira panguva yepfumbamwe. Viz kapitola |