Mariko 15:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 vakamupa waini yakasanganiswa nemura asi akaramba kuinwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋakamupa waini, yakaveŋganiswa nemura, asi iye wakaɀiramba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Vakamupa waini, yakavhenganiswa nemura, asi iye akazviramba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 vakamupa waini yakasanganiswa nemura asi akaramba kuinwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ipapo vakamupa waini yakavhenganiswa nemura, asi haana kuinwa. Viz kapitola |