Mariko 15:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Vakazotanga kumukwazisa vachiti, “Kwaziwaika mambo wavaJudha!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋakataŋga kumukwazisa, ʋaciti: Kwaziwai, Mambo waʋaJuda! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Vakatanga kumukwazisa, vachiti, “Kwaziwai, Mambo wavaJudha!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakazotanga kumukwazisa vachiti, “Kwaziwaika mambo wavaJudha!” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uye vakatanga kudanidzira kwaari vachiti, “Kwaziwaika, mambo wavaJudha!” Viz kapitola |