Online Bible

- Reklamy -




Mariko 15:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvino Pirato zvaaida kufadza mhomho yavanhu akavasunungurira Bharabhasi. Asi mushure mokurova Jesu akamuturira kwavari kuti aroverwe pamuchinjikwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino Pirato, nokuti wakaŋga aciɗa kufadza ʋanhu ʋazhinji, akaʋasunuŋgurira Barabasi, asi Jesu wakamuroʋesa, akamuisa kwaʋari kuti aroʋerwe pamucinjikwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino Pirato, nokuti akanga achida kufadza vanhu vazhinji, akavasunungurira Bharabhasi, asi Jesu akamurovesa, akamuisa kwavari kuti aroverwe pamuchinjikwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvino Pirato zvaaida kufadza mhomho yavanhu akavasunungurira Bharabhasi. Asi mushure mokurova Jesu akamuturira kwavari kuti aroverwe pamuchinjikwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Achida kufadza vanhu, Pirato akasunungura Bharabhasi. Akaita kuti Jesu arohwe, uye akamuendesa kuti andorovererwa.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 15:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy