Mariko 15:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Nokuti akanga azviona kuti vapristi vakuru vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti wakaŋga aciziʋa kuti ʋaprista ʋakuru ʋakaŋga ʋamuisa kwaari negoɗo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti akanga achiziva kuti vapristi vakuru vakanga vamuisa kwaari negodo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nokuti akanga azviona kuti vapristi vakuru vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 achiziva kuti zvaingova zvegodo ravaprista vakuru kuti vakaisa Jesu mumaoko ake. Viz kapitola |