Mariko 14:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Varombo munavo nguva dzose wani. Pamunenge madira zvenyu munogona kuvaitira zvakanaka asi ini hamuneni nguva dzose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti ʋarombo munaʋo ŋguʋa dzose, ŋguʋa ipi neipi yamunoɗa, muŋgaʋaitira ɀakanaka; asi ini hamuneni ŋguʋa dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Nokuti varombo munavo nguva dzose, nguva ipi neipi yamunoda, mungavaitira zvakanaka; asi ini hamuneni nguva dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Varombo munavo nguva dzose wani. Pamunenge madira zvenyu munogona kuvaitira zvakanaka asi ini hamuneni nguva dzose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Varombo munavo nguva dzose, uye munogona kuvabatsira panguva ipi zvayo yamunoda. Asi hamuzogari muneni nguva dzose. Viz kapitola |