Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:69 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

69 Zvakare musikana webasa uya zvaakamuona akatangazve kutaurira vakanga vamirepo achiti, “Murume uyu mumwe wavo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

69 Ɀino mushandiri akamuʋona, akataŋga ɀe kureʋa kunaʋakaŋga ʋari’po, aciti: Uyu ndomumŋe waʋo!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

69 Zvino murandasikana akamuona, akatangazve kureva kunavakanga varipo, achiti, “Uyu ndomumwe wavo!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

69 Zvakare musikana webasa uya zvaakamuona akatangazve kutaurira vakanga vamirepo achiti, “Murume uyu mumwe wavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

69 Akati aonekwazve nomusikana uyu aiva murandakadzi, musikana akatizve kuna avo vakanga vamirepo, “Munhu uyu ndomumwe wavo.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:69

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy