Mariko 14:64 - Bhaibhiri Idzva rechiShona64 Manzwa kushonha kwake Mwari. Munotii nazvo?” Vose vakati, “Ane mhosva, anofanira kuti afe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)64 Manzwa kumhura kwake Mŋari; munofuŋgeiko? Ipapo ʋose ʋakamutoŋgera kuti unofanira kufa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200264 “Manzwa kushonha kwake Mwari; munofungeiko?” Ipapo vose vakamutongera kuti anofanira kufa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Manzwa kushonha kwake Mwari. Munotii nazvo?” Vose vakati, “Ane mhosva, anofanira kuti afe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi64 Manzwa kumhura kwake. Munofungeiko?” Vose vakamutonga vachiti aifanira kufa. Viz kapitola |