Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

58 “Takamunzwa achiti, ‘Ndichapaza Temberi iyi yakavakwa namaoko, ndigovaka, namazuva matatu, imwe isina kuvakwa namaoko.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

58 Takamunzwa isu aciti: Ndicaputsa tembere iyi yakaʋakwa namaʋoko, ndikaʋaka imŋe namazuʋa matatu, isina‐kuʋakwa namaʋoko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

58 “Takamunzwa isu achiti, ‘Ndichaputsa temberi iyi yakavakwa namaoko, ndikavaka imwe namazuva matatu, isina kuvakwa namaoko.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

58 “Takamunzwa achiti, ‘Ndichapaza Temberi iyi yakavakwa namaoko, ndigovaka, namazuva matatu, imwe isina kuvakwa namaoko.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

58 “Takamunzwa achiti, ‘Ndichaparadza temberi iyi yakavakwa navanhu uye shure kwamazuva matatu ndichavaka imwe, isina kuitwa navanhu.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:58

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy