Mariko 14:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Jesu ndokuti kwaari, “Zviro kwazvo ndinoti kwauri ihwo usiku hwanhasi, iwe uchandiramba katatu jongwe risati rarira kaviri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Jesu akati kwaari: Ɀirokwaɀo ndinoti kwauri, kuti nhasi, ʋusiku bguno, joŋgwe risati rarira kaʋiri, ucandiramba katatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri, kuti nhasi, usiku huno, jongwe risati rarira kaviri, uchandiramba katatu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Jesu ndokuti kwaari, “Zviro kwazvo ndinoti kwauri ihwo usiku hwanhasi, iwe uchandiramba katatu jongwe risati rarira kaviri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Jesu akapindura akati, “Ndinokuudza chokwadi, nhasi, manheru ano chaiwo, jongwe risati rarira kaviri, iwe pachako uchandiramba katatu.” Viz kapitola |