Mariko 14:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakatanga kusuruvara. Mumwe nomumwe akati kwaari, “Ndini here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo ʋakataŋga kuʋa neshuŋgu, mumŋe nomumŋe akati kwaari: Ndini here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo vakatanga kuva neshungu, mumwe nomumwe akati kwaari, “Ndini here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakatanga kusuruvara. Mumwe nomumwe akati kwaari, “Ndini here?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vakasuwiswa nazvo, mumwe nomumwe akati kwaari, “Zvirokwazvo, kwete ini?” Viz kapitola |