Mariko 13:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Ipapo Jesu akatanga kuvaudza achiti, “Chenjerai kuti murege kurasiswa naani zvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Jesu akataŋga kuʋaʋudza, akati: Cenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Jesu akatanga kuvaudza, akati, “Chenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ipapo Jesu akatanga kuvaudza achiti, “Chenjerai kuti murege kurasiswa naani zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jesu akati kwavari, “Chenjerai kuti kurege kuva nomunhu anokutsausai. Viz kapitola |