Mariko 13:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Naizvozvo imiwo kana moona izvi zvoitika, zivai kuti iye ava pedyo, atova pamusuo chaipo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Saiɀoɀo imi ʋo, kana moʋona iɀoɀo ɀiciitwa, ziʋai kuti waʋa pedyo pamukoʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Saizvozvo imiwo, kana moona izvozvo zvichiitwa, zivai kuti ava pedyo atosvika pamusuo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Naizvozvo imiwo kana moona izvi zvoitika, zivai kuti iye ava pedyo, atova pamusuo chaipo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Naizvozvo kana moona zvinhu izvi zvoitika, zivai kuti ava pedyo, atova pamukova. Viz kapitola |