Mariko 12:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 Vanodya twemba dzechirikadzi, uye vanoita minamato mirefu yokungobata zvavo vanhu kumeso. Vachatemerwa chirango chakaremesesa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 ʋaciparadza dzimba dzecirikadzi, ʋacinyeŋgetera neminyeŋgetero mirefu. Iʋaʋa ʋacatoŋgerwa ɀakaipa nokupfuʋurisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 vachiparadza dzimba dzechirikadzi, vachinyengetera neminyengetero mirefu. Ivava vachatongerwa mhosva huru inodarika yavamwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vanodya twemba dzechirikadzi, uye vanoita minamato mirefu yokungobata zvavo vanhu kumeso. Vachatemerwa chirango chakaremesesa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Vanoparadza dzimba dzechirikadzi uye vanoita minyengetero mirefu kuti vaonekwe navanhu. Vanhu vakadai vacharangwa zvikuru kwazvo.” Viz kapitola |