Mariko 12:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 “Dhavhidhi pachake anomuti, ‘Tenzi,’ ko zvino angagova mwana wake sei?” Voruzhinji vaifarira kumuteerera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Davidi amene unomuidza Ishe, uŋgagoʋa mŋanakomana wake seiko? Ʋazhinji‐zhinji ʋakaŋga ʋacifara kumunzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 “Dhavhidhi amene anoti, ‘Ishe,’ angagova mwanakomana wake seiko?” Vazhinji-zhinji vakanga vachifara kumunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Dhavhidhi pachake anomuti, ‘Tenzi,’ ko zvino angagova mwana wake sei?” Voruzhinji vaifarira kumuteerera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Dhavhidhi pachake anomuti ‘Ishe.’ Zvino anogova mwanakomana wake seiko?” Vanhu vazhinji vakateerera kwaari nomufaro. Viz kapitola |