Online Bible

- Reklamy -




Mariko 12:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Nokuti pakumuka kwavanhu kuvafi havacharoori kana kuroorwa asi kuti vachagara savatumwa vari kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Nokuti kana ʋacimuka kuʋakafa, haʋawani kana kuwaniswa; asi ʋakaita saʋatumŋa kuɗeŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Nokuti kana vachimuka kuvakafa, havawani kana kuwanikwa; asi vakaita savatumwa kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Nokuti pakumuka kwavanhu kuvafi havacharoori kana kuroorwa asi kuti vachagara savatumwa vari kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Vakafa pavanomuka, havazowani uye havazowaniswi; vachaita savatumwa vokudenga.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 12:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy