Online Bible

- Reklamy -




Mariko 12:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Vari vanomwe kudaro havana kusiya mwana kunze. Pakupedzisira mukadzi uya akafawo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Naʋanomŋe ʋose haʋana‐kuʋa nomŋana; shure kwaʋose mukadzi akafa ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 “Navanomwe vose havana kuva nomwana; shure kwavose mukadzi akafawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Vari vanomwe kudaro havana kusiya mwana kunze. Pakupedzisira mukadzi uya akafawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Zviripo ndezvokuti, hakuna pavanomwe ava akasiya kana mwana. Pakupedzisira mukadzi akazofawo.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 12:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy