Mariko 12:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Wechipiri akatorana naye ndokufawo asina kusiya mwana kunze. Wechitatu akadarowo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Wecipiri akamutora, akafa asiŋgasiyi ʋana; nowecitatu akaɗaro ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Wechipiri akamutora, akafa asingasiyi vana; nowechitatu akadarowo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Wechipiri akatorana naye ndokufawo asina kusiya mwana kunze. Wechitatu akadarowo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Wechipiri akatora chirikadzi iya, asi naiyewo akafa, akasasiya vana. Ndizvo zvakaitikawo kuno wechitatu. Viz kapitola |