Mariko 12:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu akavati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, zvaMwari kuna Mwari.” Vakashamiswa naye zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Jesu akati kwaʋari: Ipai Kesari ɀaKesari, naMŋari ɀaMŋari. Ʋakashamiswa ɀikuru naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Jesu akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.” Vakashamiswa zvikuru naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu akavati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, zvaMwari kuna Mwari.” Vakashamiswa naye zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo Jesu akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari uye kuna Mwari zvaMwari.” Uye vakashamiswa naye. Viz kapitola |