Mariko 12:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Ivo ndokuriunza. Iye akavabvunza achiti, “Ko mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvani?” Ivo vakati kwaari, “NdezvaSiza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋakaʋuya naro. Ipapo akati kwaʋari: Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndeɀani? Ʋakati kwaari: ⱿaKesari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Vakauya naro. Ipapo akati kwavari, “Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvaani?” Vakati kwaari, “ZvaKesari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ivo ndokuriunza. Iye akavabvunza achiti, “Ko mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvani?” Ivo vakati kwaari, “NdezvaSiza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vakauya nemari yacho, iye akavabvunza akati, “Mufananidzo uyu ndowani? Uye runyoro urwu ndorwani?” Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.” Viz kapitola |