Mariko 11:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Vamwe vakanga vamirepo vakati kwavari, “Ko ndochii chamavakuita, kusunungura gondora iri redhongi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋamŋe ʋakaŋga ʋamire’po, ʋakati kwaʋari: Munoiteiko ɀamunosunuŋgura mhuru yemboŋgoro? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vamwe vakanga vamirepo, vakati kwavari, “Munoiteiko zvamunosunungura mhuru yembongoro?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vamwe vakanga vamirepo vakati kwavari, “Ko ndochii chamavakuita, kusunungura gondora iri redhongi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 vamwe vanhu vakanga vamirepo vakabvunza vakati, “Muri kuitei, muchisunungura mwana wembongoro uyo?” Viz kapitola |