Mariko 11:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakaenda, vakandowana gondora redhongi rakasungirirwa pamusuo nechapanze pedyo nomugwagwa, vakarisunungura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakaenda, ʋakandowana mhuru yemboŋgoro yakasuŋgirwa kunze pamukoʋa, pamharadzano dzenzira, ʋakaisunuŋgura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vakaenda, vakandowana mhuru yembongoro yakasungirwa kunze pamusuo, pamharadzano dzenzira, vakaisunungura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakaenda, vakandowana gondora redhongi rakasungirirwa pamusuo nechapanze pedyo nomugwagwa, vakarisunungura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vakaenda vakandowana mwana wembongoro ari kunze munzira yomumusha, akasungirirwa pamukova. Pavakamusunungura, Viz kapitola |