Mariko 11:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Jesu akati kwavari, “Ndombokubvunzaiwo mubvunzo mumwechete; mundipindure, ndozokuudzaiwo kuti ndinoita izvi nesimba raani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Jesu akati kwaʋari: Neni ndicakubvunzai ʋo shoko rimŋe, mundipindure, neni ndicakuʋudzai ʋo simba randinoita naro ɀinhu iɀoɀi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Jesu akati kwavari, “Neni ndichakubvunzaiwo shoko rimwe, mundipindure, neni ndichakuudzaiwo simba randinoita naro zvinhu izvozvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu akati kwavari, “Ndombokubvunzaiwo mubvunzo mumwechete; mundipindure, ndozokuudzaiwo kuti ndinoita izvi nesimba raani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Jesu akapindura akati, “Ndichakubvunzai mubvunzo mumwe chete. Ndipindurei, ndigokuudzai simba randinoita naro zvinhu izvi. Viz kapitola |