Mariko 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 vakati kwaari, “Unoita izvi nesimba raani? Ndiani akakupa simba rokuita izvi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 ʋakati kwaari: Munoita ɀinhu iɀoɀi nesimba ripiko? Ndianiko wakakupai simba iri, kuti muite iɀi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 vakati kwaari, “Munoita zvinhu izvozvi nesimba ripiko? Ndianiko akakupai simba iri, kuti muite izvi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 vakati kwaari, “Unoita izvi nesimba raani? Ndiani akakupa simba rokuita izvi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vakati, “Unoita zvinhu izvi nesimba ripiko? Uye ndiani akakupa simba rokuita izvi?” Viz kapitola |