Mariko 11:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Naizvozvo ndinoti kwamuri, ‘Chipi nechipi chamunokumbira mumunamato tendai kuti matochipiwa, chichava chenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Saka ndinoti kwamuri: Ɀinhu ɀose ɀose ɀamunonyeŋgeterera nokukumbira, tendai kuti maɀigamucira, mugoʋa naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Saka ndinoti kwamuri, zvinhu zvose zvose zvamunokumbira nokunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, mugova nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Naizvozvo ndinoti kwamuri, ‘Chipi nechipi chamunokumbira mumunamato tendai kuti matochipiwa, chichava chenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Naizvozvo ndinoti kwamuri, zvose zvamunokumbira mukunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, uye zvichava zvenyu. Viz kapitola |