Online Bible

- Reklamy -




Mariko 11:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Pita akayeuka ndokuti, “Mudzidzisi tarisai! Muonde uya wamakarengerera rushambwa wakaoma.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Petro akaraŋgarira, akati kwaari: Rabi, tarirai muʋonde wamakatuka wawoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Petirosi akarangarira, akati kwaari, “Rabhi, tarirai muonde wamakatuka waoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Pita akayeuka ndokuti, “Mudzidzisi tarisai! Muonde uya wamakarengerera rushambwa wakaoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Petro akarangarira akati kuna Jesu, “Rabhi, tarirai! Muonde wamakatuka waoma!”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 11:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy