Online Bible

- Reklamy -




Mariko 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Fume mangwana, vakapfuura napamuonde uya, vakaona wakaoma nemidzi yose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ʋakati ʋacipfuʋura napo maŋgwanani, ʋakaʋona muʋonde wawoma kubva pamidzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Vakati vachipfuura napo mangwanani, vakaona muonde waoma kubva pamidzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Fume mangwana, vakapfuura napamuonde uya, vakaona wakaoma nemidzi yose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Mangwanani, pavakanga vachifamba, vakaona muonde wakaoma kubva kumidzi.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 11:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy