Mariko 10:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Naizvozvo chabatanidzwa naMwari ngachirege kuparadzaniswa nomunhu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino iɀo Mŋari ɀaakasoŋganisa, munhu ŋgaarege kuɀiparadzanisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino izvo Mwari zvaakasanganisa, munhu ngaarege kuzviparadzanisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Naizvozvo chabatanidzwa naMwari ngachirege kuparadzaniswa nomunhu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Naizvozvo izvo zvabatanidzwa naMwari, munhu ngaarege kuzviparadzanisa.” Viz kapitola |